Genesi 46:25 - Shona BIBLE25 Ndivo vanakomana vaBhiriha, Rabhani waakapa Racheri, mukunda wake; ndivo vaakaberekera Jakobho; vose vaiva vanomwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ndiʋo ʋanakomana ʋaBirha, Rabani waakapa Rakeri, mukunda wake; ndiʋo ʋaakaɓerekera Jakobo; ʋose ʋaiʋa ʋanomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Ndivo vanakomana vaBhiriha, Rabhani waakapa Rakeri, mukunda wake; ndivo vaakaberekera Jakobho; vose vaiva vanomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ivava ndivo vana vaBhiriha, uya akapiwa naRabhani kuna Rakeri mwanasikana wake. Vose pamwechete akaberekera Jakobho vana vanomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ivava ndivo vana vaBhiriha, uya akapiwa naRabhani kuna Rakeri mwanasikana wake. Vose pamwechete akaberekera Jakobho vana vanomwe. See the chapter |