Genesi 46:19 - Shona BIBLE19 Vanakomana vaRacheri, mukadzi waJakobho, vaiva Josefa naBhenjamini. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋanakomana ʋaRakeri, mukadzi waJakobo, ʋaiʋa Josefa naBenjamini. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Vanakomana vaRakeri, mukadzi waJakobho, vaiva Josefa naBhenjamini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino vanakomana vaRakeri mudzimai waJakobho ndiJosefi naBhenjamini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Zvino vanakomana vaRakeri mudzimai waJakobho ndiJosefi naBhenjamini. See the chapter |