Genesi 45:6 - Shona BIBLE6 Nokuti zvino ava makore maviri enzara panyika ino; mamwe makore mashanu achiko, avasingazorimi nokukohwa nawo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti ɀino aʋa makore maʋiri enzara panyika ino; mamŋe makore mashanu aci’ko, aʋasiŋgazorimi nokukohwa nawo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti zvino ava makore maviri enzara panyika ino; mamwe makore mashanu achiko, avasingazorimi nokukohwa nawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Izvozvi tava mugore rechipiri renzara, asi kwasara mamwe makore mashanu achange asina munhu anozorima kana kukohwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Izvozvi tava mugore rechipiri renzara, asi kwasara mamwe makore mashanu achange asina munhu anozorima kana kukohwa. See the chapter |