Online Bible

- Advertisements -

Genesi 45:3 - Shona BIBLE

3 Ipapo Josefa akati kuvana vababa vake, “Ndini Josefa! Baba vangu vachiri vapenyu here?” Vana vababa vake vakasagona kumupindura, nokuti vakanga vachitya pamberi pake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ipapo Josefa akati kuʋana ʋaɓaɓa ʋake: Ndini Josefa! Ƃaɓa ʋaŋgu ʋaciri ʋapenyu here — Ʋana ʋaɓaɓa ʋake ʋakasagona kumupindura, nokuti ʋakaŋga ʋacitya pamberi pake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ipapo Josefa akati kuvana vababa vake, “Ndini Josefa! Baba vangu vachiri vapenyu Here?” Vana vababa vake vakasagona kumupindura, nokuti vakanga vachitya pamberi pake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Josefi akaudza vakoma navanun'una vake kuti, “Ndini Josefi! Baba vangu vachiri vapenyu here?” Vakoma navanun'una vake vakashaya romuromo nazvo ndokuti tuzu voshamiswa kuti inga chokwadi ndiye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Josefi akaudza vakoma navanun'una vake kuti, “Ndini Josefi! Baba vangu vachiri vapenyu here?” Vakoma navanun'una vake vakashaya romuromo nazvo ndokuti tuzu voshamiswa kuti inga chokwadi ndiye.

See the chapter Copy

Genesi 45:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements