Online Bible

- Advertisements -

Genesi 45:28 - Shona BIBLE

28 Isiraeri akati, “Zvaringana! Josefa, mwanakomana wangu achiri mupenyu; ndichaenda ndimuone ndisati ndafa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Israeri akati: Ɀariŋgana! Josefa, mŋanakomana waŋgu uciri mupenyu; ndicaenda ndimuʋone ndisati ndafa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Isiraeri akati, “Zvaringana! Josefa, mwanakomana wangu achiri mupenyu; ndichaenda ndimuone ndisati ndafa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Isiraeri akati, “Zvatokwana izvozvi mwana wangu Josefi mupenyu! Ndinoda kuenda chete ndindomuona ndisati ndafa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Isiraeri akati, “Zvatokwana izvozvi mwana wangu Josefi mupenyu! Ndinoda kuenda chete ndindomuona ndisati ndafa.”

See the chapter Copy

Genesi 45:28

Follow us:

Advertisements

Advertisements