Genesi 45:24 - Shona BIBLE24 Zvino akatendera vana vababa vake kuenda, vakabva; akati kwavari, “Chenjerai, musatukana munzira.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino akatendera ʋana ʋaɓaɓa ʋake kuenda, ʋakabva; akati kwaʋari: Cenjerai, musatukana munzira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino akatendera vana vababa vake kuenda, vakabva; akati kwavari, “Chenjerai, musatukana munzira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi akaonekana nehama dzake, asi pavakasimuka akavati, “Regai kukakavadzana munzira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Josefi akaonekana nehama dzake, asi pavakasimuka akavati, “Regai kukakavadzana munzira.” See the chapter |