Genesi 45:14 - Shona BIBLE14 Akawira pamutsipa waBhenjamini, munun'una wake, akachema, naiye Bhenjamini akachema pamutsipa wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Akawira pamutsipa waBenjamini, munuŋuna wake, akacema; naiye Benjamini akacema pamutsipa wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Akawira pamutsipa waBhenjamini, mun'una wake, akachema, naiye Bhenjamini akachema pamutsipa wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Josefi akambundirana naBhenjamini munun'una wake akabva ahwihwidza kuchema, Bhenjamini ndokuhwihwidzawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Josefi akambundirana naBhenjamini munun'una wake akabva ahwihwidza kuchema, Bhenjamini ndokuhwihwidzawo. See the chapter |