Genesi 44:32 - Shona BIBLE32 Nokuti muranda wenyu akazviita rubatso rwomukomana kuna baba vangu, ndikati, ‘Kana ndikasauya naye kwamuri, ini ndichava nemhosva kuna baba vangu nokusingaperi.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Nokuti muranda wenyu wakaɀiita ruɓatso rwomukomana kunaɓaɓa ʋaŋgu, ndikati: Kana ndikasaʋuya naye kwamuri, ini ndicaʋa nemhoȿa kunaɓaɓa ʋaŋgu nokusiŋgaperi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Nokuti muranda wenyu akazviita rubatso rwomukomana kuna baba vangu, ndikati, ‘Kana ndikasauya naye kwamuri, ini ndichava nemhosva kuna baba vangu nokusingaperi.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Ndinodaro nokuti muranda wenyu ini ndakatsidzira baba vangu kuti, ‘Kana ndisina kudzoka naye kwamuri ndini wacho ndichava nemhosva upenyu hwangu hwose.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Ndinodaro nokuti muranda wenyu ini ndakatsidzira baba vangu kuti, ‘Kana ndisina kudzoka naye kwamuri ndini wacho ndichava nemhosva upenyu hwangu hwose.’ See the chapter |