Genesi 44:28 - Shona BIBLE28 mumwe akabva kwandiri,’ ndikati, ‘Zvirokwazvo akabvamburwa; kubva musi iwoyo handina kuzomuonazve; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 mumŋe wakabva kwandiri, ndikati: Ɀirokwaɀo wakabvamburwa; kubva musi iwoyo handina‐kuzomuʋona ɀe; See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 mumwe akabva kwandiri,’ ndikati, ‘Zvirokwazvo akabvamburwa; kubva musi iwoyo handina kuzomuonazve; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve. See the chapter |