Genesi 44:17 - Shona BIBLE17 Iye akati, “Haisva, handingaiti saizvozvo; munhu uyo akawanikwa ano mukombe muruoko, ndiye achava musungwa wangu; kana muri imi, endai henyu norugare kuna baba venyu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Iye akati: Haiȿa, handiŋgaiti saiɀoɀo; munhu uyo wakawanikwa anomukombe muruʋoko, ndiye ucaʋa musuŋgwa waŋgu; kana muri’mi, endai henyu norugare kunaɓaɓa ʋenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Iye akati, “Haisa, handingaiti saizvozvo; munhu uyo akawanikwa ano mukombe muruoko, ndiye achava musungwa wangu; kana muri imi, endai henyu norugare kuna baba venyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Josefi akati, “Handizi munhu angaite izvozvo. Munhu awanikwa ane kapu yangu ndiye chete achava muranda wangu. Imi vamwe mose endai zvenyu kuna baba venyu mufambe zvakanaka.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Asi Josefi akati, “Handizi munhu angaite izvozvo. Munhu awanikwa ane kapu yangu ndiye chete achava muranda wangu. Imi vamwe mose endai zvenyu kuna baba venyu mufambe zvakanaka.” See the chapter |