Genesi 44:14 - Shona BIBLE14 Judha navana vababa vake vakadzokera kuimba yaJosefa, iye achirimo, vakawira pasi pamberi pake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Juda naʋana ʋaɓaɓa ʋake ʋakadzokera kuimba yaJosefa, iye aciri’mo, ʋakawira pasi pamberi pake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Judha navana vababa vake vakadzokera kuimba yaJosefa, iye achirimo, vakawira pasi pamberi pake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Judha navamwe vake vakasvikowana Josefi achiri mumba make, vakamugwadamira vachimuremekedza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Judha navamwe vake vakasvikowana Josefi achiri mumba make, vakamugwadamira vachimuremekedza. See the chapter |