Genesi 44:12 - Shona BIBLE12 Iye akatsvaka, akatanga kumukuru, akaguma kumuduku; mukombe ukawanikwa muhomwe yaBhenjamini. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Iye akatȿaka, akataŋga kumukuru, akaguma kumuɗuku; mukombe ukawanikwa muhomo yaBenjamini. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Iye akatsvaka, akatanga kumukuru, akaguma kumuduku; mukombe ukawanikwa muhomwe yaBhenjamini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mutariri akatanga kutsvaka mutsapo yomukuru akazogumisira neyorugotwe. Kapu yakazowanikwa mutsapo yaBhenjamini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mutariri akatanga kutsvaka mutsapo yomukuru akazogumisira neyorugotwe. Kapu yakazowanikwa mutsapo yaBhenjamini. See the chapter |