Online Bible

- Advertisements -




Genesi 43:5 - Shona BIBLE

5 asi kana musingamutumi, hatingaburuki; nokuti murume uya akati kwatiri, ‘Hamungaoni chiso changu, kana munun'una wenyu asati anemi.’ ”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 asi kana musiŋgamutumi, hatiŋgaɓuruki; nokuti murume uya wakati kwatiri: Hamuŋgaʋoni ciso caŋgu, kana munuŋuna wenyu asati anemi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 asi kana musingamutumi, hatingaburuki; nokuti murume uya akati kwatiri, ‘Hamungaoni chiso changu, kana mun'una wenyu asati anemi.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Asi mukaramba naye, isu hatingaende nokuti murume iyeyo akati, ‘Hamuzotenderwi kundiona kana musina munun'una wenyu.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Asi mukaramba naye, isu hatingaende nokuti murume iyeyo akati, ‘Hamuzotenderwi kundiona kana musina munun'una wenyu.’ ”

See the chapter Copy




Genesi 43:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements