Genesi 43:33 - Shona BIBLE33 Vakagara pamberi pake, wedangwe paudangwe hwake, nomuduku kuna vose pauduku hwake; varume vakatarirana, vakashamiswa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋakagara pamberi pake, weɗaŋgwe paʋuɗaŋgwe bgake, nomuɗuku kunaʋose paʋuɗuku bgake; ʋarume ʋakatarirana, ʋakashamiswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Vakagara pamberi pake, wedangwe paudangwe hwake, nomuduku kuna vose pauduku hwake; varume vakatarirana, vakashamiswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vakagara pakatarisana naJosefi vakanyatsorongwa namazero avo kubvira kudangwe kusvikira kugotwe zvokuti vakatotarisana vachishamiswa nazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vakagara pakatarisana naJosefi vakanyatsorongwa namazero avo kubvira kudangwe kusvikira kugotwe zvokuti vakatotarisana vachishamiswa nazvo. See the chapter |