Genesi 43:30 - Shona BIBLE30 Zvino Josefa akakurumidza, nokuti mwoyo wake wakachema munun'una wake, akatsvaka paangachema; akapinda muimba yake yomukati, akachemapo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino Josefa akakurumidza, nokuti mŋoyo wake wakacema munuŋuna wake, akatȿaka paaŋgacema; akapinda muimba yake yomukati, akacema’po. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Zvino Josefa akakurumidza, nokuti mwoyo wake wakachema mun'una wake, akatsvaka paangachema; akapinda muimba yake yomukati, akachemapo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pakarepo Josefi akanzwa mwoyo wake kurwadza pamusoro pomunun'una wake, akabva akurumidza kupinda mumba yomukati kundosvimha misodziari imomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Pakarepo Josefi akanzwa mwoyo wake kurwadza pamusoro pomunun'una wake, akabva akurumidza kupinda mumba yomukati kundosvimha misodziari imomo. See the chapter |