Genesi 43:29 - Shona BIBLE29 Iye akasimudza meso ake, akaona Bhenjamini, munun'una wake, mwanakomana wamai vake, akati, “Ndiye here munun'una wenyu muduku worugotwe, wamakandiudza?” Akati, “Mwari ngaave nenyasha newe, mwana wangu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Iye akasimudza meso ake, akaʋona Benjamini, munuŋuna wake, mŋanakomana wamai ʋake, akati: Ndiye here munuŋuna wenyu muɗuku, worugotwe, wamakandiʋudza — Akati: Mŋari ŋgaaʋe nenyasha newe, mŋana waŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Iye akasimudza meso ake, akaona Bhenjamini, mun'una wake, mwanakomana wamai vake, akati, “Ndiye here mun'una wenyu muduku worugotwe, wamakandiudza?” Akati, “Mwari ngaave nenyasha newe, mwana wangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Josefi akatarisa ndokuona Bhenjamini munun'una wake, buda ndibudewo naye akati, “Saka uyu ndiye munun'una wenyu wokupedzesera wamakandiudza nhai? Mwari ngaakunzwire nyasha mwanangu!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Josefi akatarisa ndokuona Bhenjamini munun'una wake, buda ndibudewo naye akati, “Saka uyu ndiye munun'una wenyu wokupedzesera wamakandiudza nhai? Mwari ngaakunzwire nyasha mwanangu!” See the chapter |