Online Bible

- Advertisements -

Genesi 43:25 - Shona BIBLE

25 Vakagadzira chipo kusvikira kuuya kwaJosefa masikati, nokuti vakanga vanzwa kuti vachadya zvokudya ipapo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ʋakagadzira cipo kuȿikira kuʋuya kwaJosefa masikati, nokuti ʋakaŋga ʋanzwa kuti ʋacadya ɀokudya ipapo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Vakagadzira chipo kusvikira kuuya kwaJosefa masikati, nokuti vakanga vanzwa kuti vachadya zvokudya ipapo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Varume ivavo vakafanogadzirira zvipo zvavo vachimirira Josefi akanga anzi achauya masikati kuzodya navo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Varume ivavo vakafanogadzirira zvipo zvavo vachimirira Josefi akanga anzi achauya masikati kuzodya navo.

See the chapter Copy

Genesi 43:25

Follow us:

Advertisements

Advertisements