Genesi 42:6 - Shona BIBLE6 Zvino Josefa akanga ari mubati wenyika; ndiye aitengesera vanhu vose venyika; vakoma vaJosefa vakauya, vakamupfugamira, zviso zvavo zvakatarira pasi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino Josefa wakaŋga ari muɓati wenyika; ndiye waiteŋgesera ʋanhu ʋose ʋenyika; ʋakoma ʋaJosefa ʋakaʋuya, ʋakamufugamira, ɀiso ɀaʋo ɀakatarira pasi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Zvino Josefa akanga ari mubati wenyika; ndiye aitengesera vanhu vose venyika; vakoma vaJosefa vakauya, vakamupfugamira, zviso zvavo zvakatarira pasi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Josefi aiva changamire munyika yeIjipiti. Ndiye aitengesera vanhu vose venyika iyoyo zvokudya. Vakoma vaJosefi vakasvikomugwadamira uso vakati pasi kota kota vachimuremekedza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Josefi aiva changamire munyika yeIjipiti. Ndiye aitengesera vanhu vose venyika iyoyo zvokudya. Vakoma vaJosefi vakasvikomugwadamira uso vakati pasi kota kota vachimuremekedza. See the chapter |