Genesi 42:37 - Shona BIBLE37 Ipapo Rubheni akataura nababa vake, akati, “Mungauraya henyu vanakomana vangu vaviri, kana ndisingadzoki naye kwamuri; chimuisai henyu mumaoko angu, ini ndichauya nayezve kwamuri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ipapo Rubeni akataura naɓaɓa ʋake, akati: Muŋgaʋuraya henyu ʋanakomana ʋaŋgu ʋaʋiri, kana ndisiŋgadzoki naye kwamuri; cimuisai henyu mumaʋoko aŋgu, ini ndicaʋuya naye ɀe kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Ipapo Rubheni akataura nababa vake, akati, “Mungauraya henyu vanakomana vangu vaviri, kana ndisingadzoki naye kwamuri; chimuisai henyu mumaoko angu, ini ndichauya nayezve kwamuri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Rubheni akapindura baba vake achiti, “Kana ndikasadzoka naBhenjamini, urayai zvenyu vana vangu vakomana vari vaviri. Muisei mumaoko angu, ndini ndinodzoka naye kwamuri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Rubheni akapindura baba vake achiti, “Kana ndikasadzoka naBhenjamini, urayai zvenyu vana vangu vakomana vari vaviri. Muisei mumaoko angu, ndini ndinodzoka naye kwamuri.” See the chapter |