Genesi 42:23 - Shona BIBLE23 Zvino vakanga vasingazivi kuti Josefa anonzwisisa, nokuti kwanga kuine mupinduri pakati pavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino ʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi kuti Josefa unonzwisisa, nokuti kwaŋga kunomupinduri pakati paʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Zvino vakanga vasingazivi kuti Josefa anonzwisisa, nokuti kwanga kuine mupinduri pakati pavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vakanga vasingazivi kuti Josefi ainzwa zvavaitaurirana nokuti Josefi akanga achiturikirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Vakanga vasingazivi kuti Josefi ainzwa zvavaitaurirana nokuti Josefi akanga achiturikirwa. See the chapter |