Online Bible

- Advertisements -




Genesi 42:13 - Shona BIBLE

13 Ivo vakati, “Isu varanda venyu, tiri vanakomana vane gumi navaviri vomunhu mumwechete panyika yeKenani; zvino worugotwe ari kuna baba vedu nhasi; mumwe haachisipo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Iʋo ʋakati: Isu ʋaranda ʋenyu, tiri ʋanakomana ʋanegumi naʋaʋiri ʋomunhu mumŋe cete panyika yeKanani; ɀino worugotwe uri kunaɓaɓa ʋeɗu nhasi; mumŋe haaci’po.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ivo vakati, “Isu varanda venyu, tiri vanakomana vane gumi navaviri vomunhu mumwe chete panyika yeKenani; zvino worugotwe ari kuna baba vedu nhasi; mumwe haachisipo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ivo vakati, “Isu varanda venyu tiri vana gumi navaviri. Tiri vana vomunhu mumwechete. Tinogara kunyika yeKanani. Munun'una wedu wokupedzesera akasara nababa asi mumwechete akatisiya.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Ivo vakati, “Isu varanda venyu tiri vana gumi navaviri. Tiri vana vomunhu mumwechete. Tinogara kunyika yeKanani. Munun'una wedu wokupedzesera akasara nababa asi mumwechete akatisiya.”

See the chapter Copy




Genesi 42:13

Follow us:

Advertisements


Advertisements