Genesi 42:10 - Shona BIBLE10 Ivo vakati kwaari, “Kwete, ishe wedu, asi varanda venyu vauya kuzotenga zvokudya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iʋo ʋakati kwaari: Kwete, ishe weɗu, asi ʋaranda ʋenyu ʋaʋuya kuzoteŋga ɀokudya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Ivo vakati kwaari, “Kwete, ishe wedu, asi varanda venyu vauya kuzotenga zvokudya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ivo vakati, “Kwete changamire! Isu varanda venyu tauya kuzotenga zvokudya chete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ivo vakati, “Kwete changamire! Isu varanda venyu tauya kuzotenga zvokudya chete. See the chapter |