Genesi 42:1 - Shona BIBLE1 Zvino Jakobho akaona kuti zviyo zviripo muIjipiti, Jakobho akati kuvanakomana vake, “Munotarirana neiko?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jakobo wakaʋona kuti ɀiyo ɀiri’po muEgipita, Jakobo akati kuʋanakomana ʋake: Munotarirana neiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jakobho akaona kuti zviyo zviripo muIjipiti, Jakobho akati kuvanakomana vake, “Munotarirana neiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho paakazviziva kuti kuIjipiti kune mbesanwa, akabvunza vana vake achiti, “Maita seiko kungotarisana kudai? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jakobho paakazviziva kuti kuIjipiti kune mbesanwa, akabvunza vana vake achiti, “Maita seiko kungotarisana kudai? See the chapter |