Genesi 41:9 - Shona BIBLE9 Ipapo mukuru wavadiri akaudza Farao, akati, “Nhasi ndinorangarira kutadza kwangu; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo mukuru waʋaɗiri akaʋudza Farao, akati: Nhasi ndinoraŋgarira kutadza kwaŋgu; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo mukuru wavadiri akaudza Farao, akati, “Nhasi ndinorangarira kutadza kwangu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ipapo mukuru mukuru wokuona nezvewaini akataura kuna Farao achiti, “Nhasi uno ndayeuchidzwa kutadza kwangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ipapo mukuru mukuru wokuona nezvewaini akataura kuna Farao achiti, “Nhasi uno ndayeuchidzwa kutadza kwangu. See the chapter |