Genesi 41:7 - Shona BIBLE7 Zvino hura dzakatetepa dzikamedza hura nomwe dzakakora, dzakanga dzizere. Farao akapepuka, akaona kuti arota. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino hura dzakatetepa dzikamedza hura nomŋe dzakakora, dzakaŋga dzizere. Farao akapepuka, akaʋona kuti warota. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino hura dzakatetepa dzikamedza hura nomwe dzakakora, dzakanga dzizere. Farao akapepuka, akaona kuti arota. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Hura nhete dzakamedza hura dziya dzakasvika, Farao akapepuka, wanei kuti kwaiva kurota chete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Hura nhete dzakamedza hura dziya dzakasvika, Farao akapepuka, wanei kuti kwaiva kurota chete. See the chapter |