Online Bible

- Advertisements -

Genesi 41:57 - Shona BIBLE

57 Vanhu venyika dzose vakaenda Ijipiti kuna Josefa kuzotenga zviyo; nokuti nzara yakanga yakanyanya panyika dzose.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

57 Ʋanhu ʋenyika dzose ʋakaenda Egipita kunaJosefa kuzoteŋga ɀiyo; nokuti nzara yakaŋga yakanyanya panyika dzose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

57 Vanhu venyika dzose vakaenda Ijipiti kuna Josefa kuzotenga zviyo; nokuti nzara yakanga yakanyanya panyika dzose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Vanhu vedzimwe nyika dzose vakauya kuIjipiti kwaiva naJosefi kuzotenga zvokudya nokuti nzara yakanga yabaya pasi pose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

57 Vanhu vedzimwe nyika dzose vakauya kuIjipiti kwaiva naJosefi kuzotenga zvokudya nokuti nzara yakanga yabaya pasi pose.

See the chapter Copy

Genesi 41:57

Follow us:

Advertisements

Advertisements