Online Bible

- Advertisements -

Genesi 41:52 - Shona BIBLE

52 Zita rowechipiri akaritumidza Efuremu, achiti, “Nokuti Mwari akandiberekesa vana panyika yokutambudzika kwangu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

52 Zita rowecipiri wakaritumidza Efraimi, aciti: Nokuti Mŋari wakandiɓerekesa ʋana panyika yokutambudzika kwaŋgu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

52 Zita rowechipiri akaritumidza Efuremu, achiti, “Nokuti Mwari akandiberekesa vana panyika yokutambudzika kwangu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

52 Josefi akatumidza mwana wake wechipiri zita rokuti Efuremu, akati, “Mwari andipa vana ndiri munyika yenhamo yangu mandiri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

52 Josefi akatumidza mwana wake wechipiri zita rokuti Efuremu, akati, “Mwari andipa vana ndiri munyika yenhamo yangu mandiri.”

See the chapter Copy

Genesi 41:52

Follow us:

Advertisements

Advertisements