Genesi 41:38 - Shona BIBLE38 Farao akati kuvaranda vake, “Ko tingawana mumwe munhu akafanana nouyu, ano mweya waMwari maari here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Farao akati kuʋaranda ʋake: Ko tiŋgawana mumŋe munhu wakafanana noyuyu, unomŋeya waMŋari maari here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Farao akati kuvaranda vake, “Ko tingawana mumwe munhu akafanana nouyu, anomweya waMwari maari here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Farao akataura namakurukota ake achiti, “Ndokupi kwatingawane munhu anokunda uyu Josefi ane mweya waMwari?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Farao akataura namakurukota ake achiti, “Ndokupi kwatingawane munhu anokunda uyu Josefi ane mweya waMwari?” See the chapter |