Genesi 41:35 - Shona BIBLE35 Ngaaunganidze zvokudya zvose zvamakore iwayo akanaka anouya, avige zviyo nomurairo waFarao, zvive zvokudya mumaguta; vazvichengete. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ŋgaʋaʋuŋganidze ɀokudya ɀose ɀamakore iwayo akanaka anoʋuya, ʋaʋige ɀiyo nomurairo waFarao, ɀiʋe ɀokudya mumaguta; ʋaɀiceŋgete. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Ngaaunganidze zvokudya zvose zvamakore iwayo akanaka anouya, avige zviyo nomurayiro waFarao, zvive zvokudya mumaguta; vazvichengete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ngavaunganidze zvokudya zvose zvamakore akanaka achauya, vazvitutire pamunenge mavarayira, vazvichengetere mumaguta mavanogara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Ngavaunganidze zvokudya zvose zvamakore akanaka achauya, vazvitutire pamunenge mavarayira, vazvichengetere mumaguta mavanogara. See the chapter |