Genesi 41:30 - Shona BIBLE30 shure kwaiwayo kuchatevera makore manomwe enzara; ipapo maguta ose achakanganikwa panyika yeIjipiti; nzara ichapedza nyika; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 shure kwaiwayo kucateʋera makore manomŋe enzara; ipapo maguta ose acakaŋganikwa panyika yeEgipita; nzara icapedza nyika; See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 shure kwaiwayo kuchatevera makore manomwe enzara; ipapo maguta ose achakanganikwa panyika yeIjipiti; nzara ichapedza nyika; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi kuchazouyawo makore manomwe enzara huru zvokuti vanhu vachakanganwa makore ose emaguta nokuti nyika yose yeIjipiti ichaparara nenzara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi kuchazouyawo makore manomwe enzara huru zvokuti vanhu vachakanganwa makore ose emaguta nokuti nyika yose yeIjipiti ichaparara nenzara. See the chapter |