Online Bible

- Advertisements -

Genesi 41:24 - Shona BIBLE

24 Hura idzodzo dzakatetepa dzikamedza hura nomwe dzakanaka; ndikaudza n'anga, asi kwakanga kusina munhu akagona kundidudzira izvozvo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Hura idzo dzakatetepa dzikamedza hura nomŋe dzakanaka; ndikaʋudza ŋaŋga, asi kwakaŋga kusinomunhu wakagona kundiɗudzira iɀoɀo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Hura idzodzo dzakatetepa dzikamedza hura nomwe dzakanaka; ndikaudza n'anga, asi kwakanga kusina munhu akagona kundidudzira izvozvo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Hura nhete dzakamedza hura nomwe dziya dzakanga dzakasvika. Ndakarondedzera kun'anga hope dzangu, asi hakuna kana imwechete yadzo yakagona kudzidudzira.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Hura nhete dzakamedza hura nomwe dziya dzakanga dzakasvika. Ndakarondedzera kun'anga hope dzangu, asi hakuna kana imwechete yadzo yakagona kudzidudzira.”

See the chapter Copy

Genesi 41:24

Follow us:

Advertisements

Advertisements