Genesi 41:21 - Shona BIBLE21 dzakati dzadzidya, hadzina kutongozikanwa kuti dzadzidya; asi dzakanga dzakangoipa sapakutanga. Zvino ndikapepuka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 dzakat dzadzidya, hadzina‐kutoŋgozikanwa kuti dzadzidya; asi dzakaŋga dzakaŋgoipa sapakutaŋga. Ɀino ndikapepuka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 dzakati dzadzidya, hadzina kutongozikanwa kuti dzadzidya; asi dzakanga dzakangoipa sapakutanga. Zvino ndikapepuka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi dzakasara dziya padzakadzidya hakuna aigona kuzviona kuti dzadya dzimwe nokuti dzakaramba dzakangoondoroka sapakutanga paya. Pakarepo ndakapepuka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi dzakasara dziya padzakadzidya hakuna aigona kuzviona kuti dzadya dzimwe nokuti dzakaramba dzakangoondoroka sapakutanga paya. Pakarepo ndakapepuka. See the chapter |