Genesi 41:18 - Shona BIBLE18 ndikaona murwizi muchibuda mhou nomwe, dzakanga dzakakora, dzakanaka; dzikafura pakati penhokwe; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ndikaʋona murwizi muciɓuɗa mhou nomŋe, dzakaŋga dzakakora, dzakanaka; dzikafura pakati penhokwe; See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 ndikaona murwizi muchibuda mhou nomwe, dzakanga dzakakora, dzakanaka; dzikafura pakati penhokwe; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 ndikaona murwizi muchibuda mhou nomwe dzakanaka, dzakakora dzichifura zvadzo mutsanga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 ndikaona murwizi muchibuda mhou nomwe dzakanaka, dzakakora dzichifura zvadzo mutsanga. See the chapter |