Genesi 41:10 - Shona BIBLE10 Farao akanga akatsamwira varanda vake, mukandisunga, ndikachengetwa mumba momukuru wavarindi, ini nomukuru wavabiki; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Farao wakaŋga akatsamŋira ʋaranda ʋake, mukandisuŋga, ndikaceŋgetwa mumba momukuru waʋarindi, ini nomukuru waʋaɓiki; See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Farao akanga akatsamwira varanda vake, mukandisunga, ndikachengetwa mumba momukuru wavarindi, ini nomukuru wavabiki; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Handiti imi mambo makambotishatirirwa isu varanda venyu, ini nomukuru mukuru wevabiki, makatisunga tikaiswa mujeri, mumba yomukuru wavachengeti vokwamambo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Handiti imi mambo makambotishatirirwa isu varanda venyu, ini nomukuru mukuru wevabiki, makatisunga tikaiswa mujeri, mumba yomukuru wavachengeti vokwamambo. See the chapter |