Genesi 40:23 - Shona BIBLE23 Asi mukuru wavadiri haana kurangarira Josefa, asi akamukanganwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi mukuru waʋaɗiri haana‐kuraŋgarira Josefa, asi wakamukaŋganwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Asi mukuru wavadiri haana kurangarira Josefa, asi akamukanganwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mukuru mukuru wokuona nezvewaini uya haana kuzorangarira Josefi, asi akatomukanganwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mukuru mukuru wokuona nezvewaini uya haana kuzorangarira Josefi, asi akatomukanganwa. See the chapter |