Genesi 40:21 - Shona BIBLE21 akadzosera mukuru wavadiri kubasa rake rokudira kwake, akapa mukombe waFarao muruoko rwaFarao; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 akadzosera mukuru waʋaɗiri kuɓasa rake rokuɗira kwake, akapa mukombe waFarao muruʋoko rwaFarao; See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 akadzosera mukuru wavadiri kubasa rake rokudira kwake, akapa mukombe waFarao muruoko rwaFarao; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mukuru mukuru wokuona nezvewaini akadzorerwa pabasa rake rakare rokugamuchidza mambo waini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mukuru mukuru wokuona nezvewaini akadzorerwa pabasa rake rakare rokugamuchidza mambo waini. See the chapter |