Genesi 40:10 - Shona BIBLE10 ukaita sokutumbuka, ukabudisa maruva; masumbu awo akabereka mazambiringa akaibva; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 ukaita sokutumbuka, ukaɓuɗisa maruʋa; masumbu awo akaɓereka mazambiriŋga akaibva; See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 ukaita sokutumbuka, ukabudisa maruva; masumbu awo akabereka mazambiringa akaibva; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mugirepisi wacho wanga una mapazi matatu. Pawangoti bukirei, wabva waburitsa tumaruva. Matsumbu awo akabva aita magirepisi akaibva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mugirepisi wacho wanga una mapazi matatu. Pawangoti bukirei, wabva waburitsa tumaruva. Matsumbu awo akabva aita magirepisi akaibva. See the chapter |