Online Bible

- Advertisements -




Genesi 39:6 - Shona BIBLE

6 Waisiya zvose zvaakanga anazvo pamaoko aJosefa; iye anaye, haazairangarira chinhu, asi zvokudya zvake zvoga zvaaidya. Zvino Josefa akanga ano muviri wakanaka, akanakawo pachiso.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Waisiya ɀose ɀaakaŋga anaɀo pamaʋoko aJosefa; iye anaye, haazairaŋgarira cinhu, asi ɀokudya ɀake ɀoga ɀaaidya. Ɀino Josefa wakaŋga anomuʋiri wakanaka, akanaka ʋo paciso.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Waisiya zvose zvaakanga anazvo pamaoko aJosefa; iye anaye, haazairangarira chinhu, asi zvokudya zvake zvoga zvaaidya. Zvino Josefa akanga anomuviri wakanaka, akanakawo pachiso.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Naizvozvo akaisa zvinhu zvake zvose mumaoko aJosefi. Nokudaro Potifari zvaaiva naye kudai akanga asisazvinetse nokufunga chokuita kusara kwezvokudya zvake chete. Josefi akanga ane chimiro chakanaka, aine chiso chakarurama.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Naizvozvo akaisa zvinhu zvake zvose mumaoko aJosefi. Nokudaro Potifari zvaaiva naye kudai akanga asisazvinetse nokufunga chokuita kusara kwezvokudya zvake chete. Josefi akanga ane chimiro chakanaka, aine chiso chakarurama.

See the chapter Copy




Genesi 39:6

Follow us:

Advertisements


Advertisements