Genesi 39:4 - Shona BIBLE4 Josefa akawana nyasha kwaari, akamubatira; iye akamuita mutariri weimba yake; zvose zvaakanga anazvo akazviisa pamaoko ake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Josefa akawana nyasha kwaari, akamuɓatira; iye akamuita mutariri weimba yake; ɀose ɀaakaŋga anaɀo akaɀiisa pamaʋoko ake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Josefa akawana nyasha kwaari, akamubatira; iye akamuita mutariri weimba yake; zvose zvaakanga anazvo akazviisa pamaoko ake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Potifari akafadzwa naJosefi. Akamuita mutariri wezvemba yake zvose, akaturirawo mumaoko ake zvose zvaaiva nazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Potifari akafadzwa naJosefi. Akamuita mutariri wezvemba yake zvose, akaturirawo mumaoko ake zvose zvaaiva nazvo. See the chapter |