Genesi 39:3 - Shona BIBLE3 Tenzi wake akaona kuti Jehovha anaye, uye kuti Jehovha akafambisa zvakanaka zvose zvaaiita namaoko ake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Tenzi wake akaʋona kuti Jehova unaye, ʋuye kuti Jehova wakafambisa ɀakanaka ɀose ɀaaiita namaʋoko ake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Tenzi wake akaona kuti Jehovha anaye, uye kuti Jehovha akafambisa zvakanaka zvose zvaaiita namaoko ake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Potifari akaona kuti Tenzi akanga aina Josefi. Akaonawo kuti Tenzi ndiye aibatsira Josefi pazvinhu zvose zvaaiita, kuti zvibudirire. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Potifari akaona kuti Tenzi akanga aina Josefi. Akaonawo kuti Tenzi ndiye aibatsira Josefi pazvinhu zvose zvaaiita, kuti zvibudirire. See the chapter |