Genesi 39:20 - Shona BIBLE20 Tenzi waJosefa akamutora, akamupinza mutorongo, paisungwa vasungwa vamambo; akava mutorongo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Tenzi waJosefa akamutora, akamupinza mutoroŋgo, paisuŋgwa ʋasuŋgwa ʋamambo; akaʋa mutoroŋgo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Tenzi waJosefa akamutora, akamupinza mutorongo, paisungwa vasungwa vamambo; akava mutorongo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Akabva aisa Josefi mujeri maisipfigirwa vasungwa vamambo. Nokudaro Josefi akapfigirwa mujeri akagaramo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Akabva aisa Josefi mujeri maisipfigirwa vasungwa vamambo. Nokudaro Josefi akapfigirwa mujeri akagaramo. See the chapter |