Genesi 39:17 - Shona BIBLE17 Akataura kwaari mashoko iwayo akati, “Muranda muHebheru awakaisa pakati pedu, akauya kwandiri kuti andidadire. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akataura kwaari mashoko iwayo akati: Muranda muHeberu wawakaisa pakati peɗu, wakaʋuya kwandiri kuti andiɗaɗire. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Akataura kwaari mashoko iwayo akati, “Muranda muHebheru awakaisa pakati pedu, akauya kwandiri kuti andidadire. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akamutaurira kuti, “Muranda uyu wechiHebheru wamakatiunzira pano, auya kuzondivirimira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akamutaurira kuti, “Muranda uyu wechiHebheru wamakatiunzira pano, auya kuzondivirimira. See the chapter |