Genesi 39:13 - Shona BIBLE13 Zvino akati achiona kuti asiya nguo yake muruoko rwake, atiza, aenda, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino wakati aciʋona kuti wasiya ŋguʋo yake muruʋoko rwake, atiza, aenda, See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvino akati achiona kuti asiya nguo yake muruoko rwake, atiza, aenda, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mudzimai uyu paakaona kuti Josefi apukunyura akasiya hanzu yake muruoko rwake achitizira panze, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mudzimai uyu paakaona kuti Josefi apukunyura akasiya hanzu yake muruoko rwake achitizira panze, See the chapter |