Genesi 38:27 - Shona BIBLE27 Zvino nenguva yokubereka kwake vana vaviri vakanga vari mudumbu rake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino neŋguʋa yokuɓereka kwake ʋana ʋaʋiri ʋakaŋga ʋari muɗumbu rake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Zvino nenguva yokubereka kwake vana vaviri vakanga vari mudumbu rake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tamari paakanga osununguka, pakaoneka kuti aiva namapatya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Tamari paakanga osununguka, pakaoneka kuti aiva namapatya. See the chapter |