Genesi 38:25 - Shona BIBLE25 Zvino vakati vachiuya naye, akatuma shoko kuna baba vomurume wake, achiti, “Ndine mimba nomurume ane nhumbi idzi, akati, ‘Docherechedzai kuti izvi ndezvani, zvinoti, chimhete netambo, netsvimbo.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋakati ʋaciʋuya naye, akatuma shoko kunaɓaɓa ʋomurume wake, aciti: Ndinemimba nomurume unenhumbi idzi; akati: Ƌocerekedzai kuti iɀi ndeɀani, ɀinoti, cimhete, norwonzi, netȿimbo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Zvino vakati vachiuya naye, akatuma shoko kuna baba vomurume wake, achiti, “Ndine mimba nomurume ane nhumbi idzi, akati, ‘Docherekedzai kuti izvi ndezvani, zvinoti, chimhete norwonzi, netsvimbo.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pavakandoti vauye naTamari kudaro, iye Tamari akatuma shoko kuna vatezvara vake rokuti, “Ndava napamuviri pomuridzi wezvinhu izvi. Doongororai nyembe nomudonzvo mugoona kuti ndezvaani.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Pavakandoti vauye naTamari kudaro, iye Tamari akatuma shoko kuna vatezvara vake rokuti, “Ndava napamuviri pomuridzi wezvinhu izvi. Doongororai nyembe nomudonzvo mugoona kuti ndezvaani.” See the chapter |