Online Bible

- Advertisements -

Genesi 38:16 - Shona BIBLE

16 Akatsaukira kwaari panzira, akati, “Douya, ndipinde kwauri;” nokuti akanga asingazivi, kuti mukadzi womwanakomana wake. Iye akati, “Unogondipeiko, kuti upinde kwandiri?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Akatsaukira kwaari panzira, akati: Ƌoʋuya, ndipinde kwauri; nokuti wakaŋga asiŋgaziʋi, kuti mukadzi womŋanakomana wake. Iye akati: Unogondipeiko, kuti upinde kwandiri?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Akatsaukira kwaari panzira, akati, “Douya, ndipinde kwauri;” nokuti akanga asingazivi, kuti mukadzi womwanakomana wake. Iye akati, “Unogondipeiko, kuti upinde kwandiri?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Judha akatsaukira kwaari akataurirana naye kuti aite chakaipa naye, asingazivi kuti muroora wake. Tamari akati, “Munondipeiko kana maita izvozvo neni?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Judha akatsaukira kwaari akataurirana naye kuti aite chakaipa naye, asingazivi kuti muroora wake. Tamari akati, “Munondipeiko kana maita izvozvo neni?”

See the chapter Copy

Genesi 38:16

Follow us:

Advertisements

Advertisements