Online Bible

- Advertisements -

Genesi 38:14 - Shona BIBLE

14 ipapo iye akabvisa nguo dzouchirikadzi hwake, akazvifukidza nechokufukidzira chake, akazviputira, akagara pasuwo reEnaimu, guta riri panzira inoenda Timuna; nokuti akanga aona kuti Shera akura, akasamupiwa iye kuti ave mukadzi wake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 ipapo iye akabvisa ŋguʋo dzoʋucirikadzi bgake, akaɀifukidza necokufukidzira cake, akaɀiputira, akagara pasuʋo reEnaimi, guta riri panzira inoenda Timna; nokuti wakaŋga aʋona kuti Shera wakura, akasamupiwa iye kuti aʋe mukadzi wake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 ipapo iye akabvisa nguo dzouchirikadzi hwake, akazvifukidza nechokufukidzira chake, akazviputira, akagara pasuo reEnaimu, guta riri panzira inoenda Timuna; nokuti akanga aona kuti Shera akura, akasamupiwa iye kuti ave mukadzi wake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 akabvisa hanzu dzouchirikadzi dzaaipfeka, ndokupfeka dzimwewo. Akazvifukidza nedhuku rake, ndokundogara pamusuo weguta rainzi Enaimi raiva panzira yaienda kuTimina. Tamari akanga aona kuti Shera akura, asi haana kunge amupiwa kuti amugare nhaka.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Genesi 38:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements