Online Bible

- Advertisements -




Genesi 2:8 - Shona BIBLE

8 Jehovha Mwari akasima munda muEdheni, kumabvazuva, akaisapo munhu waakanga aumba.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Jehova Mŋari akasima munda muEdeni, kumabvazuʋa, akaisa’po munhu waakaŋga aʋumba.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Jehovha Mwari akasima munda muEdheni, kumabvazuva, akaisapo munhu aakanga aumba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Mwari Tenzi akasima bindu muEdheni kumabvazuva ndokuisamo munhu waakanga aumba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Mwari Tenzi akasima bindu muEdheni kumabvazuva ndokuisamo munhu waakanga aumba.

See the chapter Copy




Genesi 2:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements