Online Bible

- Advertisements -

Genesi 2:22 - Shona BIBLE

22 Norumbabvu urwo Jehovha Mwari rwaakatora pamunhu, akaita mukadzi narwo, akamuisa kumunhu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Norumbabvu urwo Jehova Mŋari rwaakatora pamunhu, akaita mukadzi narwo, akamuisa kumunhu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Norumbabvu urwo Jehovha Mwari rwaakatora pamunhu, akaita mukadzi narwo, akamuisa kumunhu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mwari Tenzi akatora mbabvu iya ndokuumba munhukadzi ndokumupereka kuna Adhamu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Mwari Tenzi akatora mbabvu iya ndokuumba munhukadzi ndokumupereka kuna Adhamu.

See the chapter Copy

Genesi 2:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements