Genesi 15:7 - Shona BIBLE7 Akati kwaari, “Ndini Jehovha akakubudisa panyika yeUri yavaKaradhia, kuti ndikupe nyika iyi, ive nhaka yako.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akati kwaari: Ndini Jehova wakakuɓuɗisa panyika yeUri yaʋaKardia, kuti ndikupe nyika iyi, iʋe nhaka yako. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Akati kwaari, “Ndini Jehovha wakakubudisa panyika yeUri yavaKaradhea, kuti ndikupe nyika iyi, ive nhaka yako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mwari akati, “Ndini Tenzi ndakakuburitsa kuUru yevaKaradhia kuti ndikupe nyika ino kuti ive yako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mwari akati, “Ndini Tenzi ndakakuburitsa kuUru yevaKaradhia kuti ndikupe nyika ino kuti ive yako.” See the chapter |